Ʋatoŋgi 5:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Ngavadaidzire kupfuura vanogova mvura, vanoigova panonwiwa mvura. Zvinoshamisa zvakaitwa naTenzi ngavazviimbe, zvokutungamirira kwaakaita Isiraeri zvinoshamisa. Vanhu vaTenzi vakaunganidzana kumisuwo mikuru yamaguta. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Kure namanzwi aʋanofura noʋuta, paʋanoteka mvura, Ndipo paʋacarumbidza maɓasa akarurama aJehova, Maɓasa akarurama oʋushe bgake munaIsraeri. Ipapo ʋanhu ʋaJehova ʋakaɓurukira kumasuʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 Kure namazwi avanopfura nouta, pavanoteka mvura, Ndipo pavacharumbidza mabasa akarurama aJehovha, Mabasa akarurama oushe hwake muna Isiraeri. Ipapo vanhu vaJehovha vakaburukira kumasuo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Ngavadaidzire kupfuura vanogova mvura, vanoigova panonwiwa mvura. Zvinoshamisa zvakaitwa naTenzi ngavazviimbe, zvokutungamirira kwaakaita Isiraeri zvinoshamisa. Vanhu vaTenzi vakaunganidzana kumisuwo mikuru yamaguta. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 Ngavadaidzire kupfuura vanogova mvura, vanoigova panonwiwa mvura. Zvinoshamisa zvakaitwa naTenzi ngavazviimbe, zvokutungamirira kwaakaita Isiraeri zvinoshamisa. Vanhu vaTenzi vakaunganidzana kumisuwo mikuru yamaguta. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 inzwi ravaimbi panzvimbo dzemvura. Vanodetemba mabasa akarurama aJehovha, Mabasa akarurama avarwi vake muIsraeri. “Ipapo vanhu vaJehovha vakaburuka vakaenda kusuo reguta. Viz kapitola |