Ʋatoŋgi 5:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Musi iwoyo Dhebhora naBharaki mwanakomana wavaAbhinoamu vakaimba rwiyo urwu vachiti: Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Ɀino Debora naBaraki, mŋanakomana waAbinoami, ʋakaimba nomusi iwoyo, ʋakati: Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20021 Zvino Dhebhora naBharaki, mwanakomana waAbhinoami, vakaimba nomusi iwoyo, vakati, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Musi iwoyo Dhebhora naBharaki mwanakomana wavaAbhinoamu vakaimba rwiyo urwu vachiti: Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona1 Musi iwoyo Dhebhora naBharaki mwanakomana wavaAbhinoamu vakaimba rwiyo urwu vachiti: Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Nomusi uyo Dhibhora naBharaki mwanakomana waAbhinoami vakaimba rwiyo urwu runoti: Viz kapitola |