Online Bible

- Reklamy -

Ʋatoŋgi 4:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 Aiva namazana mapfumbamwe engoro dzehondo dzesimbi. Akabata vaIsiraeri zvakaipa kwazvo kwamakumi maviri amakore, ndokubva vaIsiraeri vachema kuna Tenzi kuti avanunure.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 Ɀino ʋana ʋaIsraeri ʋakacema kunaJehova, nokuti wakaŋga aneŋgoro dzamatare dzinamazana mapfumbamŋe, akamanikidza ʋana ʋaIsraeri kwaɀo makore anamakumi maʋiri.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

3 Zvino vana vaIsiraeri vakachema kuna Jehovha, nokuti wakanga ane ngoro dzamatare dzina mazana mapfumbamwe, akamanikidza vana vaIsiraeri kwazvo makore ana makumi maviri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 Aiva namazana mapfumbamwe engoro dzehondo dzesimbi. Akabata vaIsiraeri zvakaipa kwazvo kwamakumi maviri amakore, ndokubva vaIsiraeri vachema kuna Tenzi kuti avanunure.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

3 Aiva namazana mapfumbamwe engoro dzehondo dzesimbi. Akabata vaIsiraeri zvakaipa kwazvo kwamakumi maviri amakore, ndokubva vaIsiraeri vachema kuna Tenzi kuti avanunure.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

3 Nokuda kwokuti akanga ane ngoro dzesimbi mazana mapfumbamwe uye akadzvinyirira vaIsraeri zvakaipisisa kwazvo kwamakore makumi maviri, vakachemera rubatsiro kuna Jehovha.

Viz kapitola kopírovat

Ʋatoŋgi 4:3

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy