Ʋatoŋgi 4:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Akamuti, “Chimira pamusuo wetendhe apa. Kana kukasvika munhu akabvunza kuti ‘Pano pane munhu here? Iwe iti hapana.’ ” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Akati kwaari: Mira pamukoʋa wetente, ɀino kana aninani akaʋuya akakubvunza, aciti: Pano panomunhu here? Uti: Kwete. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 Akati kwaari, “Mira pamukova wetende, zvino kana ani naani akauya akakubvunza, achiti, ‘Pano pano munhu here?’ Uti, ‘Kwete.’ ” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Akamuti, “Chimira pamusuo wetendhe apa. Kana kukasvika munhu akabvunza kuti ‘Pano pane munhu here? Iwe iti hapana.’ ” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona20 Akamuti, “Chimira pamusuo wetendhe apa. Kana kukasvika munhu akabvunza kuti ‘Pano pane munhu here? Iwe iti hapana.’ ” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Akatizve kwaari, “Mira pamukova wetende. Kana mumwe munhu akauya pano akakubvunza achiti, ‘Pano munhu here pano?’ uti, ‘Kwete.’ ” Viz kapitola |