Online Bible

- Reklamy -

Ʋatoŋgi 4:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

19 Akati kwaari, “Ndipeiwo mvura yokunwa ndafa nenyota!” Akabva amuzarurira chigubhu chomukaka akanwa, ndokumufukidza pakare.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

19 Iye akati kwaari: Ndipe ʋo ɀimvura, ndinwe, nokuti ndinenyota. Akadziʋura ɗende romukaka, akamupa, akanwa, akamufukidza.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

19 Iye akati kwaari, “Ndipewo zvimvura, ndinwe, nokuti ndine nyota.” Akadziura dende romukaka, akamupa, akanwa, akamufukidza.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

19 Akati kwaari, “Ndipeiwo mvura yokunwa ndafa nenyota!” Akabva amuzarurira chigubhu chomukaka akanwa, ndokumufukidza pakare.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

19 Akati kwaari, “Ndipeiwo mvura yokunwa ndafa nenyota!” Akabva amuzarurira chigubhu chomukaka akanwa, ndokumufukidza pakare.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

19 Akati, “Ndine nyota. Ndapota, ndipeiwo mvura.” Akadziura guchu romukaka, akamupa kuti anwe, ndokubva amufukidza hake.

Viz kapitola kopírovat

Ʋatoŋgi 4:19

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy