Online Bible

- Reklamy -

Ʋatoŋgi 4:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 Dhebhora akati kuna Bharaki, “Chivavinga. Ndozuva raiswa Sisera mumaoko ako naTenzi. Handiti izvozvi Tenzi ari kukutungamirirai here?” Saka Bharaki akadzika mugomo reTabhori aine gumi rezviuru zvavarume vaimutevera.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

14 Ɀino Debora akati kunaBaraki: Simuka, nokuti iri ndiro zuʋa raJehova, raacaisa naro Sisera muruʋoko rwako; Jehova haana‐kukutuŋgamirira here? Ipapo Baraki akaɓuruka pagomo reTabori, ʋarume ʋaneɀuru ɀinegumi ʋacimuteʋera.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

14 Zvino Dhebhora akati kuna Bharaki, “Simuka, nokuti iri ndiro zuva raJehovha, raachaisa naro Sisera muruoko rwako; Jehovha haana kukutungamirira here?” Ipapo Bharaki akaburuka pagomo reTabhori, varume vane zviuru zvine gumi vachimutevera.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 Dhebhora akati kuna Bharaki, “Chivavinga. Ndozuva raiswa Sisera mumaoko ako naTenzi. Handiti izvozvi Tenzi ari kukutungamirirai here?” Saka Bharaki akadzika mugomo reTabhori aine gumi rezviuru zvavarume vaimutevera.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

14 Dhebhora akati kuna Bharaki, “Chivavinga. Ndozuva raiswa Sisera mumaoko ako naTenzi. Handiti izvozvi Tenzi ari kukutungamirirai here?” Saka Bharaki akadzika mugomo reTabhori aine gumi rezviuru zvavarume vaimutevera.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

14 Ipapo Dhibhora akati kuna Bharaki, “Enda! Iri ndiro zuva rapiwa Sisera mumaoko ako naJehovha. Ko, Jehovha haasi mberi kwako here?” Saka Bharaki akaburuka muGomo reTabhori, achiteverwa navarume zviuru gumi.

Viz kapitola kopírovat

Ʋatoŋgi 4:14

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy