Online Bible

- Reklamy -

Ʋatoŋgi 3:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 VaIsiraeri vakazochema kuna Tenzi. Tenzi akavamutsira mununuri akavaponesa, ainzi Otinieri mwanakomana waKenazi, munun'una waKarebhu.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 Ɀino ʋana ʋaIsraeri ʋakati ʋacicema kunaJehova, Jehova akamutsira ʋana ʋaIsraeri muponesi, wakaʋaponesa, iye Otnieri, mŋanakomana waKenazi, munuŋuna waKarebi.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

9 Zvino vana vaIsiraeri vakati vachichema kuna Jehovha, Jehovha akamutsira vana vaIsiraeri muponesi, wakavaponesa, iye Otinieri, mwanakomana waKenazi, mun'una waKarebhu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 VaIsiraeri vakazochema kuna Tenzi. Tenzi akavamutsira mununuri akavaponesa, ainzi Otinieri mwanakomana waKenazi, munun'una waKarebhu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 VaIsiraeri vakazochema kuna Tenzi. Tenzi akavamutsira mununuri akavaponesa, ainzi Otinieri mwanakomana waKenazi, munun'una waKarebhu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

9 Asi vakati vachema kuna Jehovha, akavamutsira musununguri, Otinieri mwanakomana waKenazi, mununʼuna waKarebhu, uyo akavaponesa.

Viz kapitola kopírovat

Ʋatoŋgi 3:9

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy