Ʋatoŋgi 3:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 VaIsiraeri vakaita zvakaipa zvisingadiwe naTenzi. Vakakanganwa Tenzi, Mwari wavo, vakanamata vanaBhaari naAsheroti. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Ɀino ʋana ʋaIsraeri ʋakaita ɀakaipa pamberi paJehova, ʋakakaŋganwa Jehova Mŋari waʋo, ʋakashumira ʋaBaari namatanda okunamata nawo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 Zvino vana vaIsiraeri vakaita zvakaipa pamberi paJehovha, vakakanganwa Jehovha Mwari wavo, vakashumira vaBhaari namatanda okunamata nawo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 VaIsiraeri vakaita zvakaipa zvisingadiwe naTenzi. Vakakanganwa Tenzi, Mwari wavo, vakanamata vanaBhaari naAsheroti. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 VaIsiraeri vakaita zvakaipa zvisingadiwe naTenzi. Vakakanganwa Tenzi, Mwari wavo, vakanamata vanaBhaari naAsheroti. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 VaIsraeri vakaita zvakaipa pamberi paJehovha; vakakanganwa Jehovha Mwari wavo vakashumira vaBhaari navaAshera. Viz kapitola |