Ʋatoŋgi 3:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Vakaregwa varimo kuedza vaIsiraeri kuti kugoonekwa kuti vachateerera here mitemo yaTenzi yakaudzwa madzibaba avo nomuromo waMosesi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Iʋo ʋakasiyiwa’po, kuti ʋaIsraeri ʋaidzwe naʋo, kuti kuzikanwe kana ʋaciɗa kuterera mirairo yaJehova yaakaŋga araira madziɓaɓa aʋo naMosesi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Ivo vakasiyiwapo, kuti vaIsiraeri vaidzwe navo, kuti kuzikanwe kana vachida kuteerera mirairo yaJehovha yaakanga araira madzibaba avo naMosesi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Vakaregwa varimo kuedza vaIsiraeri kuti kugoonekwa kuti vachateerera here mitemo yaTenzi yakaudzwa madzibaba avo nomuromo waMosesi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Vakaregwa varimo kuedza vaIsiraeri kuti kugoonekwa kuti vachateerera here mitemo yaTenzi yakaudzwa madzibaba avo nomuromo waMosesi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Vakasiyiwa kuti vaedze vaIsraeri kuti aone kana vaizoteerera mirayiro yaJehovha, yaakanga apa madzitateguru avo kubudikidza naMozisi. Viz kapitola |