Ʋatoŋgi 3:31 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Shure kwaEhudhi kwakauya Shamugari mwanakomana wavaAnati. Iyeyu uyu akauraya mazana matanhatu avaFirisitia, nemhayo yokutinhisa mombe naiyewo akanunura Isiraeri. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)31 Shure kwake kwakaŋga kunaShamgari, mŋanakomana waAnati, wakaʋuraya kuʋaFiristia ʋanamazana matanhatu norutanda rwokuɓaya ŋombe narwo; iye akaponesa ʋo ʋaIsraeri. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200231 Shure kwake kwakanga kuna Shamugari, mwanakomana waAnati, wakauraya kuvaFirisitia vana mazana matanhatu norutanda rwokubaya mombe narwo; iye akaponesawo vaIsiraeri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Shure kwaEhudhi kwakauya Shamugari mwanakomana wavaAnati. Iyeyu uyu akauraya mazana matanhatu avaFirisitia, nemhayo yokutinhisa mombe naiyewo akanunura Isiraeri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona31 Shure kwaEhudhi kwakauya Shamugari mwanakomana wavaAnati. Iyeyu uyu akauraya mazana matanhatu avaFirisitia, nemhayo yokutinhisa mombe naiyewo akanunura Isiraeri. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi31 Shure kwaEhudhi kwakauya Shamuga mwanakomana waAnati, uyo akauraya vaFiristia mazana matanhatu norutanda rwokubaya narwo mombe. Naiyewo akaponesa Israeri. Viz kapitola |