Online Bible

- Reklamy -

Ʋatoŋgi 3:27 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

27 Paakasvika ikoko akaridza hwamanda munyika yaEfuraimu yamakomo. VaIsiraeri vakaburuka naye munyika yamakomo iyoyi iye achivatungamirira.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

27 Wakati aȿika’po, akaridza hwamanda panyika yamakomo yaEfraimi, ʋana ʋaIsraeri ʋakaɓuruka naye panyika yamakomo, iye akaʋatuŋgamirira.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

27 Wakati asvikapo, akaridza hwamanda panyika yamakomo yaEfuremu, vana vaIsiraeri vakaburuka naye panyika yamakomo, iye akavatungamirira.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

27 Paakasvika ikoko akaridza hwamanda munyika yaEfuraimu yamakomo. VaIsiraeri vakaburuka naye munyika yamakomo iyoyi iye achivatungamirira.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

27 Paakasvika ikoko akaridza hwamanda munyika yaEfuraimu yamakomo. VaIsiraeri vakaburuka naye munyika yamakomo iyoyi iye achivatungamirira.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

27 Akati asvika ikoko, akaridza hwamanda ari munyika yezvikomo yaEfuremu, uye vaIsraeri vakaburuka naye vachibva kuzvikomo, iye achivatungamirira.

Viz kapitola kopírovat

Ʋatoŋgi 3:27

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy