Online Bible

- Reklamy -

Ʋatoŋgi 3:25 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

25 Vakamirira kusvikira zvava kutovashayisa mazano, asi paasina kuzarura misuo, vakazotora kiyi vakazarura misuo iya, onei tenzi wavo akati rabada pasi atofa.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

25 Ɀino ʋakamira kuȿikira ʋapera mano, asi haana‐kuzarura mikoʋa yeimba yokumsoro; ipapo ʋakatora kiyi, ʋakazarura mukoʋa, ʋakawana ishe waʋo akawira pasi, afa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

25 Zvino vakamira kusvikira vapera mano, asi haana kuzarura mikova yeimba yokumusoro; ipapo vakatora kiyi, vakazarura mukova, vakawana ishe wavo akawira pasi, afa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

25 Vakamirira kusvikira zvava kutovashayisa mazano, asi paasina kuzarura misuo, vakazotora kiyi vakazarura misuo iya, onei tenzi wavo akati rabada pasi atofa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

25 Vakamirira kusvikira zvava kutovashayisa mazano, asi paasina kuzarura misuo, vakazotora kiyi vakazarura misuo iya, onei tenzi wavo akati rabada pasi atofa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

25 Vakarindira kusvikira vanyadziswa nazvo asi paakarega kuzarura mikova yekamuri, vakatora kiyi vakaikiyinura. Onei ipapo ishe wavo akawira pasi, afa.

Viz kapitola kopírovat

Ʋatoŋgi 3:25

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy