Ʋatoŋgi 3:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Kuzoti aenda, varanda vakabva vasvikawo, vakaona misuo yemba yapamusoro yapanhurikidzwa iya yakakiyiwa vakati, “Zvimwe mambo anodaro achizvibatsira zvake mumba yake inotonhorera.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Wakati aɓuɗa, ʋaranda ʋake ʋakaȿika, ʋakawana mikoʋa yeimba yokumsoro yakapfigwa; ʋakati: Ɀimŋe unofukidza makumbo ake paimba yake inotonhorera. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200224 Wakati abuda, varanda vake vakasvika, vakawana mikova yeimba yokumusoro yakapfigwa; vakati, “Zvimwe unofukidza makumbo ake paimba yake inotonhorera.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Kuzoti aenda, varanda vakabva vasvikawo, vakaona misuo yemba yapamusoro yapanhurikidzwa iya yakakiyiwa vakati, “Zvimwe mambo anodaro achizvibatsira zvake mumba yake inotonhorera.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona24 Kuzoti aenda, varanda vakabva vasvikawo, vakaona misuo yemba yapamusoro yapanhurikidzwa iya yakakiyiwa vakati, “Zvimwe mambo anodaro achizvibatsira zvake mumba yake inotonhorera.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 Mushure mokuenda kwake, varanda vakasvika vakawana mikova yeimba yapamusoro yakiyiwa. Ivo vakati, “Anofanira kunge achimbozvizorodza zvake ari mukamuri romukati reimba.” Viz kapitola |