Ʋatoŋgi 3:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Ehudhi akati bwa kubuda muberere, zarirei misuo yemba yapanhurikidzwa yapamusoro iya ndokubva asiya ayikiya. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Ɀino Ehudi akaɓuɗa paɓiraʋira, akapfiga mikoʋa yeimba yokumsoro shure kwake, akaikiya. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200223 Zvino Ehudhi akabuda pabiravira, akapfiga mikova yeimba yokumusoro shure kwake, akaikiya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Ehudhi akati bwa kubuda muberere, zarirei misuo yemba yapanhurikidzwa yapamusoro iya ndokubva asiya ayikiya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona23 Ehudhi akati bwa kubuda muberere, zarirei misuo yemba yapanhurikidzwa yapamusoro iya ndokubva asiya ayikiya. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 Ipapo Ehudhi akabuda akaenda kubiravira; akapfiga mikova yeimba yapamusoro shure kwake akaikiya. Viz kapitola |