Online Bible

- Reklamy -

Ʋatoŋgi 3:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 Ehudhi paakati pedzei kuturira mutero uya, akati vanhu vakanga vauya vakatakura mutero iwoyu vachidzokera zvavo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

18 Ɀino wakati apedza kumupa cipo, akaendisa ʋanhu ʋakaŋga ʋakatakura cipo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

18 Zvino wakati apedza kumupa chipo, akaendisa vanhu vakanga vakatakura chipo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 Ehudhi paakati pedzei kuturira mutero uya, akati vanhu vakanga vauya vakatakura mutero iwoyu vachidzokera zvavo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

18 Ehudhi paakati pedzei kuturira mutero uya, akati vanhu vakanga vauya vakatakura mutero iwoyu vachidzokera zvavo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

18 Mushure mokunge Ehudhi apa mutero, akati vanhu vakanga vauya vakatakura mutero wacho vaende.

Viz kapitola kopírovat

Ʋatoŋgi 3:18

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy