Ʋatoŋgi 21:25 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Panguva iyoyo muIsiraeri makanga musina mambo yaingova njake njake, munhu wose achingoita zvake zvomusoro wake. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Namazuʋa iwayo kwakaŋga kusinamambo pakati paIsraeri; murume mumŋe nomumŋe waiita seɀaakafuŋga kuti ndiɀo ɀakanaka. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200225 Namazuva iwayo kwakanga kusina mambo pakati paIsiraeri; murume mumwe nomumwe waiita sezvaakafunga kuti ndizvo zvakanaka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Panguva iyoyo muIsiraeri makanga musina mambo yaingova njake njake, munhu wose achingoita zvake zvomusoro wake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona25 Panguva iyoyo muIsiraeri makanga musina mambo yaingova njake njake, munhu wose achingoita zvake zvomusoro wake. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 Mumazuva iwayo kwakanga kusina mambo pakati paIsraeri; mumwe nomumwe aiita zvaaifunga kuti zvakanaka. Viz kapitola |