Ʋatoŋgi 21:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 VokwaBhenjamini vakaita izvozvo, vakandozvitorera vakadzi zvakangoenzanirana nokuwanda kwavo muvasikana vaitamba vakaenda navo. Vakaenda vodzokera kunyika yenhaka yavo. Vakavakazve maguta vakagaramo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Ʋana ʋaBenjamini ʋakaita saiɀoɀo, ʋakaɀitorera ʋakadzi kunaʋakaŋga ʋacitamba, ʋakaʋariŋgana; ʋakaenda naʋo; ʋakabva ndokudzokera kunhaka yaʋo, ʋakaʋaka maguta, ndokugara mukati mawo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200223 Vana vaBhenjamini vakaita saizvozvo, vakazvitorera vakadzi kuna vakanga vachitamba, vakavaringa; vakaenda navo; vakabva ndokudzokera kunhaka yavo, vakavaka maguta, ndokugara mukati mawo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 VokwaBhenjamini vakaita izvozvo, vakandozvitorera vakadzi zvakangoenzanirana nokuwanda kwavo muvasikana vaitamba vakaenda navo. Vakaenda vodzokera kunyika yenhaka yavo. Vakavakazve maguta vakagaramo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona23 VokwaBhenjamini vakaita izvozvo, vakandozvitorera vakadzi zvakangoenzanirana nokuwanda kwavo muvasikana vaitamba vakaenda navo. Vakaenda vodzokera kunyika yenhaka yavo. Vakavakazve maguta vakagaramo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 Saka ndizvo zvakaitwa navaBhenjamini. Vasikana vachiri kutamba, murume mumwe nomumwe akabata musikana ndokuenda naye kuti ave mukadzi wake. Ipapo vakadzokera kunhaka yavo uye vakavakazve maguta vakagara maari. Viz kapitola |