Ʋatoŋgi 21:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 mugaririre. Kana vasikana vokuShiro ivavo vobuda kuzotamba mudariro imi ibvai mabuda muminda yamagirepisi mumwe nomumwe wenyu atore mukadzi pavasikana ivavo vokuShiro, aende kunyika yokwaBhenjamini.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 mutarire, muʋone kana ʋakunda ʋeShiro ʋaciɓuɗa kuzotamba; ɀino muɓuɗe paminda yenyu yemizambiriŋga, murume mumŋe nomumŋe agoɀitorera mukadzi pakati paʋakunda ʋeShiro, muende kunyika yaʋaBenjamini. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200221 mutarire, muone kana vakunda veShiro vachibuda kuzotamba; zvino mubude paminda yenyu yemizambiringa, murume mumwe nomumwe agozvitorera mukadzi pakati pavakunda veShiro, muende kunyika yavaBhenjamini. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 mugaririre. Kana vasikana vokuShiro ivavo vobuda kuzotamba mudariro imi ibvai mabuda muminda yamagirepisi mumwe nomumwe wenyu atore mukadzi pavasikana ivavo vokuShiro, aende kunyika yokwaBhenjamini.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona21 mugaririre. Kana vasikana vokuShiro ivavo vobuda kuzotamba mudariro imi ibvai mabuda muminda yamagirepisi mumwe nomumwe wenyu atore mukadzi pavasikana ivavo vokuShiro, aende kunyika yokwaBhenjamini.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 uye mutarire. Vasikana veShiro pavanobuda kuti vandotamba navamwe, ipapo mumhanye muchibva muminda yemizambiringa mumwe nomumwe wenyu azvitorere mukadzi kubva kuvasikana veShiro mugoenda henyu kunyika yavaBhenjamini. Viz kapitola |