Ʋatoŋgi 21:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Asi isu hatingagone kuroodza vana vedu kwavari kuti vave vakadzi vavo.” VaIsiraeri vakadaro nokuti vakanga vapika kuti, “Anenge angoroodza mwana wake kune vokwaBhenjamini, ngaawirwe norushambwa.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Asi hatiŋgaʋapi ʋakunda ʋeɗu, ʋaʋe ʋakadzi ʋaʋo; nokuti ʋana ʋaIsraeri ʋakaŋga ʋapika, ʋaciti: Munhu unopa ʋaBenjamini mukadzi ŋgaatukwe. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 Asi hatingavapi vakunda vedu, vave vakadzi vavo;” nokuti vana vaIsiraeri vakanga vapika, vachiti, “Munhu unopa vaBhenjamini mukadzi ngaatukwe.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Asi isu hatingagone kuroodza vana vedu kwavari kuti vave vakadzi vavo.” VaIsiraeri vakadaro nokuti vakanga vapika kuti, “Anenge angoroodza mwana wake kune vokwaBhenjamini, ngaawirwe norushambwa.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona18 Asi isu hatingagone kuroodza vana vedu kwavari kuti vave vakadzi vavo.” VaIsiraeri vakadaro nokuti vakanga vapika kuti, “Anenge angoroodza mwana wake kune vokwaBhenjamini, ngaawirwe norushambwa.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Hatigoni kuvapa vanasikana vedu kuti vave vakadzi vavo sezvo isu vaIsraeri takapika tichiti, ‘Ngaatukwe munhu anopa mukadzi kumuBhenjamini.’ Viz kapitola |