Online Bible

- Reklamy -

Ʋatoŋgi 21:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

16 Vakuru vakuru vegungano ndokuti, “Vakadzi vomudzinza rokwaBhenjamini zvavakapera kufa, zvino tichagoita sei kuti varume vasara ava vawanewo vakadzi?”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

16 Ipapo ʋakuru ʋeʋuŋgano ʋakati: Ticaɗiniko kuti tiwanire ʋakasara ʋakadzi, ʋakadzi ɀaʋaparadzwa pakati paʋaBenjamini?

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

16 Ipapo vakuru veungano vakati, “Tichadiniko kuti tiwanire vakasara vakadzi, vakadzi zvavaparadzwa pakati pavaBhenjamini?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

16 Vakuru vakuru vegungano ndokuti, “Vakadzi vomudzinza rokwaBhenjamini zvavakapera kufa, zvino tichagoita sei kuti varume vasara ava vawanewo vakadzi?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

16 Vakuru vakuru vegungano ndokuti, “Vakadzi vomudzinza rokwaBhenjamini zvavakapera kufa, zvino tichagoita sei kuti varume vasara ava vawanewo vakadzi?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

16 Uye vakuru veungano vakati, “Sezvo vakadzi veBhenjamini vakaparadzwa, tichawanira seiko varume vakasara vakadzi?”

Viz kapitola kopírovat

Ʋatoŋgi 21:16

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy