Ʋatoŋgi 21:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Gungano rose rakatuma kune vokwaBhenjamini kubako rakwaRimoni shoko rokuti pachiva nokunzwanana navo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Ɀino ʋuŋgano yose yakatuma nhume kundotaurirana naʋana ʋaBenjamini ʋakaŋga ʋari paɗombo reRimoni, ʋakaʋaparidzira rugare. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 Zvino ungano yose yakatuma nhume kundotaurirana navana vaBhenjamini vakanga vari padombo reRimoni, vakavaparidzira rugare. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Gungano rose rakatuma kune vokwaBhenjamini kubako rakwaRimoni shoko rokuti pachiva nokunzwanana navo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Gungano rose rakatuma kune vokwaBhenjamini kubako rakwaRimoni shoko rokuti pachiva nokunzwanana navo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Ipapo ungano yose yakatuma nhume neshoko rorugare kuvaBhenjamini paruware rweRimoni. Viz kapitola |