Ʋatoŋgi 2:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Saizvozvo Tenzi akarega marudzi iwayo arimo, haana kubva akurumidza kuvadzinga vose pamwechete, haanawo kuvaisa mumaoko aJoshuwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Naiɀoɀo Jehova akasiya ndudzi idzo, akasakurumidza kudzidziŋga; ʋuye haana‐kudziisa muruʋoko rwaJoshua. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200223 Naizvozvo Jehovha akasiya ndudzi idzo, akasakurumidza kudzidzinga; uye haana kudziisa muruoko rwaJoshua. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Saizvozvo Tenzi akarega marudzi iwayo arimo, haana kubva akurumidza kuvadzinga vose pamwechete, haanawo kuvaisa mumaoko aJoshuwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona23 Saizvozvo Tenzi akarega marudzi iwayo arimo, haana kubva akurumidza kuvadzinga vose pamwechete, haanawo kuvaisa mumaoko aJoshuwa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 Jehovha akatendera ndudzi idzo kuti dzisare; haana kudzidzinga pakarepo uye haana kudziisa mumaoko aJoshua. Viz kapitola |