Ʋatoŋgi 2:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 neniwo kubvira zvino handichafanovadzingira marudzi api zvawo akasiyiwa arimo naJoshuwa, paakafa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 neni ʋo handicazodziŋgi pamberi paʋo rudzi rumŋe rwendudzi dzakasiyiwa naJoshua pakufa kwake; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200221 neniwo handichazodzingi pamberi pavo rudzi rumwe rwendudzi dzakasiyiwa naJoshua pakufa kwake; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 neniwo kubvira zvino handichafanovadzingira marudzi api zvawo akasiyiwa arimo naJoshuwa, paakafa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona21 neniwo kubvira zvino handichafanovadzingira marudzi api zvawo akasiyiwa arimo naJoshuwa, paakafa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 handichadzingizve pamberi pavo rudzi rupi zvarwo rwedzimwe ndudzi dzakasiyiwa naJoshua pakufa kwake. Viz kapitola |