Ʋatoŋgi 14:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Mweya waTenzi wakauya paari nesimba guru kwazvo akabva atsemura shumba yacho napakati kunge munhu ari kutsemura mbudzana chaiyo. Asi akanga asina chimwe chinhu mumaoko. Haana kutaurira baba kana amai vake zvaakanga aita. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Ipapo Mŋeya waJehova wakaʋuya pamsoro pake nesimba guru, akaibvambura sembudzana; ɀino wakaŋga asinecinhu muruʋoko rwake; asi haana‐kuʋudza ɓaɓa ʋake kana mai ʋake ɀaakaŋga aita. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Ipapo Mweya waJehovha wakauya pamusoro pake nesimba guru, akaibvambura sembudzana; zvino wakanga asina chinhu muruoko rwake; asi haana kuudza baba vake kana mai vake zvaakanga aita. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Mweya waTenzi wakauya paari nesimba guru kwazvo akabva atsemura shumba yacho napakati kunge munhu ari kutsemura mbudzana chaiyo. Asi akanga asina chimwe chinhu mumaoko. Haana kutaurira baba kana amai vake zvaakanga aita. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 Mweya waTenzi wakauya paari nesimba guru kwazvo akabva atsemura shumba yacho napakati kunge munhu ari kutsemura mbudzana chaiyo. Asi akanga asina chimwe chinhu mumaoko. Haana kutaurira baba kana amai vake zvaakanga aita. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Mweya waJehovha wakauya pamusoro pake nesimba zvokuti akabvambura shumba napakati namaoko ake kunge anobvambura mbudzana. Viz kapitola |