Online Bible

- Reklamy -

Ʋatoŋgi 14:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

20 Mukadzi waSamusoni akazova mukadzi womumwe wake, aiva muperekedzi wake.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

20 Asi mukadzi waSamsoni akapiwa shamŋari yake, wakaŋga amuperekedza.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

20 Asi mukadzi waSamusoni akapiwa shamwari yake, wakanga amuperekedza.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

20 Mukadzi waSamusoni akazova mukadzi womumwe wake, aiva muperekedzi wake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

20 Mukadzi waSamusoni akazova mukadzi womumwe wake, aiva muperekedzi wake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

20 Uye mukadzi waSamusoni akapiwa kushamwari yakanga yamuperekedza pasvitsa.

Viz kapitola kopírovat

Ʋatoŋgi 14:20

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy