Online Bible

- Reklamy -

Ʋatoŋgi 14:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 Akadzoka kuna baba naamai vake ava kuti, “Ndakaona mumwe musikana wechiFirisitia kuTimuna. Zvino ndiroorereiwo musikana iyeyo.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

2 Akakwira akandoʋudza ɓaɓa ʋake namai ʋake, akati: Ndaʋona mukadzi paTimna pakati paʋakunda ʋaʋaFiristia; naiɀoɀo ɀino nditorerei iye, aʋe mukadzi waŋgu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

2 Akakwira akandoudza baba vake namai vake, akati, “Ndaona mukadzi paTimuna pakati pavakunda vavaFirisitia; naizvozvo zvino nditorerei iye, ave mukadzi wangu.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 Akadzoka kuna baba naamai vake ava kuti, “Ndakaona mumwe musikana wechiFirisitia kuTimuna. Zvino ndiroorereiwo musikana iyeyo.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

2 Akadzoka kuna baba naamai vake ava kuti, “Ndakaona mumwe musikana wechiFirisitia kuTimuna. Zvino ndiroorereiwo musikana iyeyo.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

2 Akati adzoka, akasvikoti kuna baba namai vake, “Ndaona mukadzi wechiFiristia muTimina; zvino nditorerei kuti ave mukadzi wangu.”

Viz kapitola kopírovat

Ʋatoŋgi 14:2

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy