Online Bible

- Reklamy -

Ʋatoŋgi 14:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

19 Mweya waTenzi wakauya paari nesimba guru kwazvo. Akadzika kuAshikeroni akauraya makumi matatu avarume vomuguta iroro, akapamba zvinhu zvavo, akandopa hanzu dzamabiko kune vaya vakanga varapanura chirahwe chiya. Akagumbuka kwazvo, akadzokera kumusha kwababa vake.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

19 Mŋeya waJehova akaʋuya pamsoro pake nesimba guru, akaɓurukira Ashkeroni, akaʋuraya ʋarume ʋanamakumi matatu kwaʋari, akatora ŋguʋo dzaʋo, akandopa ʋakaɗudzira cirabge hanzu dzaʋo dzakanaka. Asi kutsamŋa kwake kwakaŋga kwamutswa kwaɀo, akadzokera kumba kwaɓaɓa ʋake.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

19 Mweya waJehovha akauya pamusoro pake nesimba guru, akaburukira Ashikeroni, akauraya varume vana makumi matatu kwavari, akatora nguo dzavo, akandopa vakadudzira chirabwe hanzu dzavo dzakanaka. Asi kutsamwa kwake kwakanga kwamutswa kwazvo, akadzokera kumba kwababa vake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

19 Mweya waTenzi wakauya paari nesimba guru kwazvo. Akadzika kuAshikeroni akauraya makumi matatu avarume vomuguta iroro, akapamba zvinhu zvavo, akandopa hanzu dzamabiko kune vaya vakanga varapanura chirahwe chiya. Akagumbuka kwazvo, akadzokera kumusha kwababa vake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

19 Ipapo Mweya waJehovha wakauya pamusoro pake nesimba. Akaburuka akaenda kuAshikeroni, akandouraya varume makumi matatu, akakutunura zvinhu zvavo akapa nguo dzavo kuna avo vakadudzira chirahwe. Akatsamwa kwazvo akaenda kumba kwababa vake.

Viz kapitola kopírovat

Ʋatoŋgi 14:19

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy