Online Bible

- Reklamy -

Ʋatoŋgi 14:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 Zuva risati radoka pazuva rechinomwe iroro, vanhu vomuguta iri vakati kuna Samusoni, “Chii chinotapira kupinda uchi? Chii chine simba kupinda shumba?” Iyewo akavati, “Heede, dai musina kutorima netsiru rangu mungadai musina kuziva chirahwe changu.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

18 Nezuʋa recinomŋe zuʋa ricigere kuʋira, ʋarume ʋeguta ʋakati kwaari: Ko cinotapira kukunda ʋuci cinyi? Ʋuye cinesimba kukunda shumba cinyiko? Iye akati kwaʋari: Ƌai musina‐kurima netsiru raŋgu, Hamuzaiwana cirabge caŋgu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

18 Nezuva rechinomwe zuva richigere kuvira, varume veguta vakati kwaari, “Ko chinotapira kukunda uchi chinyi? Uye chine simba kukunda shumba chinyiko?” Iye akati kwavari, “Dai musina kurima netsiru rangu, Hamuzaiwana chirabwe changu.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 Zuva risati radoka pazuva rechinomwe iroro, vanhu vomuguta iri vakati kuna Samusoni, “Chii chinotapira kupinda uchi? Chii chine simba kupinda shumba?” Iyewo akavati, “Heede, dai musina kutorima netsiru rangu mungadai musina kuziva chirahwe changu.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

18 Pazuva rechinomwe, zuva risati radoka, varume vomuguta vakati kwaari, “Chiiko chinotapira souchi? Chiiko chine simba seshumba?” Samusoni akati kwavari, “Dai manga musina kurima netsiru rangu, mungadai musina kugona kududzira chirahwe changu.”

Viz kapitola kopírovat

Ʋatoŋgi 14:18

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy