Online Bible

- Reklamy -

Ʋatoŋgi 14:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 Mukadzi uyu akamuchemera kwamazuva manomwe mazuva ose amabiko avo. Kuzoti rava rechinomwe Samusoni akazomuudza nokuti mukadzi wake akangoramba ati naye nanga nanga, akabva andoudza vanhu vorudzi rwake zvachinoreva.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

17 Akaramba acicema kwaari mazuʋa manomŋe paŋguʋa yomutambo; ɀino nezuʋa recinomŋe akamuʋudza, nokuti wakamutambudza kwaɀo; ipapo akandoʋudza ʋana ʋaʋanhu ʋake cirabge ico.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

17 Akaramba achichema kwaari mazuva manomwe panguva yomutambo; zvino nezuva rechinomwe akamuudza, nokuti wakamutambudza kwazvo; ipapo akandoudza vana vavanhu vake chirabwe icho.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 Mukadzi uyu akamuchemera kwamazuva manomwe mazuva ose amabiko avo. Kuzoti rava rechinomwe Samusoni akazomuudza nokuti mukadzi wake akangoramba ati naye nanga nanga, akabva andoudza vanhu vorudzi rwake zvachinoreva.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

17 Mukadzi uyu akamuchemera kwamazuva manomwe mazuva ose amabiko avo. Kuzoti rava rechinomwe Samusoni akazomuudza nokuti mukadzi wake akangoramba ati naye nanga nanga, akabva andoudza vanhu vorudzi rwake zvachinoreva.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

17 Akachema kwamazuva manomwe ose omutambo. Saka akapedzisira amuudza pazuva rechinomwe, nokuti akaramba achingomumanikidza. Iye akabva azotsanangurira vanhu vake chirahwe.

Viz kapitola kopírovat

Ʋatoŋgi 14:17

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy