Ʋatoŋgi 14:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Mukadzi waSamusoni akamuchemera achiti, “Unondivenga chete, haundidi. Wakaitira chirahwe vanhu vorudzi rwangu, asi hauna kundiudza zvachinoreva.” Samusoni ndokuti, “Chinzwaka! Baba wangu naamai vangu, handina kumbovataurira! Chandingazoudzirawo iwewe chii?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Ipapo mukadzi waSamsoni wakacema kumurume wake, akati: Unondiʋeŋga hako, haundiɗi; wakataurira ʋana ʋaʋanhu ʋangu cirabge, asi hauna‐kundiʋudza ico ini. Akati kwaari: Tarira, handina‐kuciʋudza ɓaɓa ʋaŋgu kana mai ʋaŋgu; ɀino ndiŋgakuʋudza ico iwe here? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200216 Ipapo mukadzi waSamusoni wakachema kumurume wake, akati, “Unondivenga hako, haundidi; wakataurira vana vavanhu vangu chirabwe, asi hauna kundiudza icho ini.” Akati kwaari, “Tarira, handina kuchiudza baba vangu kana mai vangu; zvino ndingakuudza icho iwe here?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Mukadzi waSamusoni akamuchemera achiti, “Unondivenga chete, haundidi. Wakaitira chirahwe vanhu vorudzi rwangu, asi hauna kundiudza zvachinoreva.” Samusoni ndokuti, “Chinzwaka! Baba wangu naamai vangu, handina kumbovataurira! Chandingazoudzirawo iwewe chii?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 Mukadzi waSamusoni akamuchemera achiti, “Unondivenga chete, haundidi. Wakaitira chirahwe vanhu vorudzi rwangu, asi hauna kundiudza zvachinoreva.” Samusoni ndokuti, “Chinzwaka! Baba wangu naamai vangu, handina kumbovataurira! Chandingazoudzirawo iwewe chii?” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Ipapo mukadzi waSamusoni akazviwisira paari, achichema akati, “Unondivenga iwe! Haundidi chaizvo izvo. Wakapa vanhu vokwangu chirahwe, asi hauna kundiudza dudziro yacho.” Akapindura akati, “Handina kutongochitsanangurira baba vangu kana mai vangu, saka ndingachitsanangura seiko kwauri?” Viz kapitola |