Online Bible

- Reklamy -

Ʋatoŋgi 14:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 Pazuva rechina vakati kumukadzi waSamusoni, “Nyengetedza murume vako, atiudze zvinoreva chirahwe ichi, nokuti tingatokupisai nomoto imi mose nemhuri yababa wako. Heya makatikoka kuno kuti muzotipinza urombo nhai?”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

15 Ɀino nezuʋa recinomŋe ʋakati kumukadzi waSamsoni: Nyeŋgetedza murume wako, atiɗudzire cirabge, tirege kukupisa nomŋoto, iwe naʋeimba yaɓaɓa ʋako; makatiɗana kuti mutitorere ɀatinaɀo kanhi? Ndiɀo here?

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

15 Zvino nezuva rechinomwe vakati kumukadzi waSamusoni, “Nyengetedza murume wako, atidudzire chirabwe, tirege kukupisa nomoto, iwe naveimba yababa vako; makatidana kuti mutitorere zvatinazvo kanhi? Ndizvo here?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 Pazuva rechina vakati kumukadzi waSamusoni, “Nyengetedza murume vako, atiudze zvinoreva chirahwe ichi, nokuti tingatokupisai nomoto imi mose nemhuri yababa wako. Heya makatikoka kuno kuti muzotipinza urombo nhai?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

15 Pazuva rechina vakati kumukadzi waSamusoni, “Nyengetedza murume vako, atiudze zvinoreva chirahwe ichi, nokuti tingatokupisai nomoto imi mose nemhuri yababa wako. Heya makatikoka kuno kuti muzotipinza urombo nhai?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

15 Pazuva rechina, vakati kumukadzi waSamusoni, “Nyengetedza murume wako kuti atsanangure chirahwe kuti tiregere kukupisai mukafa iwe neveimba yababa vako. Munotikoka pano kuzotibira nhai?”

Viz kapitola kopírovat

Ʋatoŋgi 14:15

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy