Online Bible

- Reklamy -

Ʋatoŋgi 14:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 Akavati, “Mune chinodya makabva chokudya, mune chine simba mukabva dapurahunanzva.” Mazuva matatu ose vakakoniwa kurapanura chirahwe chake.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

14 Akati kwaʋari: Cokudya cakaɓuɗa kumudyi, Ʋuye ɀinotapira ɀakaɓuɗa kunounesimba. Asi ʋakaŋga ʋasiŋgagoni kuɗudzira cirabge ico namazuʋa matatu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

14 Akati kwavari, “Chokudya chakabuda kumudyi, Uye zvinotapira zvakabuda kuno une simba.” Asi vakanga vasingagoni kududzira chirabwe icho namazuva matatu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 Akavati, “Mune chinodya makabva chokudya, mune chine simba mukabva dapurahunanzva.” Mazuva matatu ose vakakoniwa kurapanura chirahwe chake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

14 Akavati, “Mune chinodya makabva chokudya, mune chine simba mukabva dapurahunanzva.” Mazuva matatu ose vakakoniwa kurapanura chirahwe chake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

14 Akapindura akati, “Kumudyi kwakabuda chokudya; kubva kune chine simba kwakabuda zvinotapira.” Havana kugona kupa mhinduro kwamazuva matatu.

Viz kapitola kopírovat

Ʋatoŋgi 14:14

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy