Online Bible

- Reklamy -

Ʋatoŋgi 14:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Asi mukatadza kuchirapanura imi ndimi muchandipa pesa dzamachira erineni makumi matatu namakumiwo matatu ehanzu dzapamabiko.” Vakamuti, “Tiitire chirahwe chako tinzwe.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

13 Asi kana musiŋgagoni kundiɗudzira ico, imi mucafanira kundipa ŋguʋo dzomuceka dzinamakumi matatu, nehanzu dzakanaka dzinamakumi matatu. Iʋo ʋakati kwaari: Citaura hako cirabge cako, ticinzwe.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

13 Asi kana musingagoni kundidudzira icho, imi muchafanira kundipa nguo dzomucheka dzina makumi matatu, nehanzu dzakanaka dzina makumi matatu.” Ivo vakati kwaari, “Chitaura hako chirabwe, chako, tichinzwe.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Asi mukatadza kuchirapanura imi ndimi muchandipa pesa dzamachira erineni makumi matatu namakumiwo matatu ehanzu dzapamabiko.” Vakamuti, “Tiitire chirahwe chako tinzwe.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

13 Asi mukatadza kuchirapanura imi ndimi muchandipa pesa dzamachira erineni makumi matatu namakumiwo matatu ehanzu dzapamabiko.” Vakamuti, “Tiitire chirahwe chako tinzwe.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

13 Kana musingagoni kudzidudzira, imi munofanira kundipa nguo dzomucheka makumi matatu namakumi matatu ehanzu.” Ivo vakati, “Tiudze chirahwe chako. Rega tichinzwe.”

Viz kapitola kopírovat

Ʋatoŋgi 14:13

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy