Online Bible

- Reklamy -

Ʋatoŋgi 14:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Samusoni akati kwavari, “Regai ndikuitirei chirahwe changu, kana mukagona kundiudza zvachinoreva mumazuva manomwe aya amabiko, mukachidudzira, ini ndichakupai makumi matatu epesa dzamachira erineni namakumiwo matatu ehanzu dzapamabiko.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

12 Samsoni akati kwaʋari: Ndikutaurirei cirabge ɀino; kana mukagona kundiɗudzira ico pamazuʋa manomŋe omutambo, mukawana ɗudziro yaco, ini ndicakupai ŋguʋo dzomuceka dzinamakumi matatu, nehanzu dzakanaka dzinamakumi matatu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

12 Samusoni akati kwavari, “Nditaurirei chirabwe zvino; kana mukagona kundidudzira icho pamazuva manomwe omutambo, mukawana dudziro yacho, ini ndichakupai nguo dzomucheka dzina makumi matatu nehanzu dzakanaka dzina makumi matatu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Samusoni akati kwavari, “Regai ndikuitirei chirahwe changu, kana mukagona kundiudza zvachinoreva mumazuva manomwe aya amabiko, mukachidudzira, ini ndichakupai makumi matatu epesa dzamachira erineni namakumiwo matatu ehanzu dzapamabiko.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

12 Samusoni akati kwavari, “Regai ndikutaurirei chirahwe. Kana mukagona kuchidudzira mukati mamazuva manomwe omutambo, ini ndichakupai nguo dzomucheka dzinosvika makumi matatu nehanzu makumi matatu.

Viz kapitola kopírovat

Ʋatoŋgi 14:12

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy