Ʋatoŋgi 14:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Veko pavakamuti bha kumuona, vakamupa vaperekedzi, varume makumi matatu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Ɀino ʋakati ʋacimuʋona, ʋakaʋuya neshamŋari dzinamakumi matatu kuzoʋa naye. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 Zvino vakati vachimuona, vakauya neshamwari dzina makumi matatu kuzova naye. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Veko pavakamuti bha kumuona, vakamupa vaperekedzi, varume makumi matatu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 Veko pavakamuti bha kumuona, vakamupa vaperekedzi, varume makumi matatu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Paakasvika, akapiwa shamwari makumi matatu. Viz kapitola |