Ʋatoŋgi 14:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Baba waSamusoni akadzikawo kumusha kwomuroora wavo. Samusoni akaita mabiko ikoko, setsika yaiitwa navakuwasha. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Ƃaɓa ʋake ʋakaɓurukira kumukadzi, Samsoni akagadzira’po mutambo, nokuti majaya aisiita saiɀoɀo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 Baba vake vakaburukira kumukadzi, Samusoni akagadzirapo mutambo, nokuti majaya aisiita saizvozvo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Baba waSamusoni akadzikawo kumusha kwomuroora wavo. Samusoni akaita mabiko ikoko, setsika yaiitwa navakuwasha. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 Baba waSamusoni akadzikawo kumusha kwomuroora wavo. Samusoni akaita mabiko ikoko, setsika yaiitwa navakuwasha. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Zvino baba vake vakaburuka kundoona mukadzi uya. Uye Samusoni akaita mutambo ikoko, setsika yaiitwa nezvikomba. Viz kapitola |