Ʋatoŋgi 14:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Samusoni akaenda kuTimuna akaona mumwe musikana wechiFirisitia. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Ɀino Samsoni wakaɓurukira Timna, akaʋona paTimna mukadzi pakati paʋakunda ʋaʋaFiristia. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20021 Zvino Samusoni wakaburukira Timuna, akaona paTimuna mukadzi pakati pavakunda vavaFirisitia. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Samusoni akaenda kuTimuna akaona mumwe musikana wechiFirisitia. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona1 Samusoni akaenda kuTimuna akaona mumwe musikana wechiFirisitia. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Samusoni akaburuka akaenda kuTimina akandoona ikoko mukadzi muduku wechiFiristia. Viz kapitola |