Ʋatoŋgi 13:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Mutumwa waTenzi akazviratidza kwaari akati, “Chinzwa, iwe hauna mbereko, hauna mwana, asi uchazova napamuviri, ugobereka mwana mukomana. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Mutumŋa waJehova akaɀiratidza kumukadzi uyu, akati kwaari: Tarira ɀino, iwe hauɓereki, haunomŋana; asi ucaʋa nemimba, nokuɓereka mŋanakomana. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 Mutumwa waJehovha akazviratidza kumukadzi uyu, akati kwaari, “Tarira zvino, iwe haubereki, hauno mwana; asi uchava nemimba, nokubereka mwanakomana. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Mutumwa waTenzi akazviratidza kwaari akati, “Chinzwa, iwe hauna mbereko, hauna mwana, asi uchazova napamuviri, ugobereka mwana mukomana. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 Mutumwa waTenzi akazviratidza kwaari akati, “Chinzwa, iwe hauna mbereko, hauna mwana, asi uchazova napamuviri, ugobereka mwana mukomana. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Mutumwa waJehovha akazviratidza kwaari uye akati, “Iwe haubereki uye hauna mwana, asi uchava nemimba uye ugova nomwanakomana. Viz kapitola |