Ʋatoŋgi 13:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Mudzimai wake akabereka mwana mukomana, akamutumidza zita rokuti Samusoni. Mukomana uyu akakura, Tenzi akamukomborera. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Ɀino mukadzi akapona mŋanakomana, akamutumidza zita rinonzi Samsoni; mŋana akakura, Jehova akamuropafadza. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200224 Zvino mukadzi akapona mwanakomana, akamutumidza zita rinonzi Samusoni; mwana akakura, Jehovha akamuropafadza. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Mudzimai wake akabereka mwana mukomana, akamutumidza zita rokuti Samusoni. Mukomana uyu akakura, Tenzi akamukomborera. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona24 Mudzimai wake akabereka mwana mukomana, akamutumidza zita rokuti Samusoni. Mukomana uyu akakura, Tenzi akamukomborera. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 Mukadzi akasununguka mwanakomana uye akamutumidza zita rokuti Samusoni. Akakura uye Jehovha akamuropafadza, Viz kapitola |