Ʋatoŋgi 13:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Manoa akati kumudzimai wake, “Uku ndiko kufa chaiko kwatavakuita uku, pamusana pokuti taona Mwari.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Ɀino Manoa akati kumukadzi wake: Ticafa ɀirokwaɀo, nokuti takaʋona Mŋari. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200222 Zvino Manoa akati kumukadzi wake, “Tichafa zvirokwazvo, nokuti takaona Mwari.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Manoa akati kumudzimai wake, “Uku ndiko kufa chaiko kwatavakuita uku, pamusana pokuti taona Mwari.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona22 Manoa akati kumudzimai wake, “Uku ndiko kufa chaiko kwatavakuita uku, pamusana pokuti taona Mwari.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Akati, “Tichafa zvirokwazvo! Taona Mwari!” Viz kapitola |