Online Bible

- Reklamy -

Ʋatoŋgi 13:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

21 Mutumwa waTenzi haana kuzozviratidzazve kuna Manoa nomudzimai wake. Ndipo pakabva paziva Manoa kuti mutumwa waTenzi.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

21 Asi mutumŋa waJehova haana‐kuzoɀiratidza ɀe kunaManoa, kana kumukadzi wake. Ipapo Manoa akaziʋa kuti mutumŋa waJehova.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

21 Asi mutumwa waJehovha haana kuzozviratidzazve kuna Manoa, kana kumukadzi wake. Ipapo Manoa akaziva kuti mutumwa waJehovha.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

21 Mutumwa waTenzi haana kuzozviratidzazve kuna Manoa nomudzimai wake. Ndipo pakabva paziva Manoa kuti mutumwa waTenzi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

21 Mutumwa waTenzi haana kuzozviratidzazve kuna Manoa nomudzimai wake. Ndipo pakabva paziva Manoa kuti mutumwa waTenzi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

21 Asi mutumwa waJehovha haana kuzozviratidzazve kuna Manoa nomukadzi wake, ipapo Manoa akaziva kuti akanga ari mutumwa waJehovha.

Viz kapitola kopírovat

Ʋatoŋgi 13:21

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy