Ʋatoŋgi 13:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 murazvo womoto wepaatari wakakwira kudenga, mutumwa waTenzi ndokubva akwirawo nomurazvo womoto iwoyo. Vakabva vati pasi zvambarara. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Nokuti muraɀo womŋoto wakati ucikwira kuɗeŋga ucibva paartari, mutumŋa waJehova ndokukwira mumuraɀo weartari, Manoa nomukadzi wake ʋakataririra; ʋakawira pasi neɀiso ɀaʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 Nokuti murazvo womoto wakati uchikwira kudenga uchibva paatari, mutumwa waJehovha ndokukwira mumurazvo weatari, Manoa nomukadzi wake vakataririra; vakawira pasi nezviso zvavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 murazvo womoto wepaatari wakakwira kudenga, mutumwa waTenzi ndokubva akwirawo nomurazvo womoto iwoyo. Vakabva vati pasi zvambarara. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona20 murazvo womoto wepaatari wakakwira kudenga, mutumwa waTenzi ndokubva akwirawo nomurazvo womoto iwoyo. Vakabva vati pasi zvambarara. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Murazvo wemoto wakati uchikwira kubva paaritari wakananga kudenga, mutumwa waJehovha akakwira ari mumurazvo. Vakati vaona izvi, Manoa nomukadzi wake vakawira pasi nezviso zvavo. Viz kapitola |