Online Bible

- Reklamy -

Ʋatoŋgi 13:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

19 Manoa akatora mbudzana nomupiro wembesanwa akazvipira paruware kuna Tenzi anoita zvishamiso. Manoa nomudzimai wake vachingunotarisa kudaro,

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

19 Ipapo Manoa akatora mbudzana pamŋe cete necipiriso ceɀokudya, akaɀiɓayira Jehova paɗombo; mutumŋa akaita cinhu cinoshamisa, Manoa nomukadzi wake ʋakataririra.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

19 Ipapo Manoa akatora mbudzana pamwechete nechipiriso chezvokudya, akazvibayira Jehovha padombo; mutumwa akaita chinhu chinoshamisa, Manoa nomukadzi wake vakataririra.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

19 Manoa akatora mbudzana nomupiro wembesanwa akazvipira paruware kuna Tenzi anoita zvishamiso. Manoa nomudzimai wake vachingunotarisa kudaro,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

19 Manoa akatora mbudzana nomupiro wembesanwa akazvipira paruware kuna Tenzi anoita zvishamiso. Manoa nomudzimai wake vachingunotarisa kudaro,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

19 Ipapo Manoa akatora kambudzana, pamwe chete nechipiriso chezviyo, akazvibayira kuna Jehovha paruware. Uye Jehovha akaita chinhu chinoshamisa, Manoa nomukadzi wake vakatarisa:

Viz kapitola kopírovat

Ʋatoŋgi 13:19

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy