Ʋatoŋgi 13:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Manoa akabvunza mutumwa waTenzi achiti, “Ko zita renyu ndiani, kuti tigozokukudzai kana zvamakataura zvazoitika?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Manoa akati kumutumŋa waJehova: Zita renyu ndianiko? Kuti tiziʋe kukukudzai kana mashoko enyu acizoitika? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200217 Manoa akati kumutumwa waJehovha, “Zita renyu ndianiko? Kuti tizive kukukudzai kana mashoko enyu achizoitika?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Manoa akabvunza mutumwa waTenzi achiti, “Ko zita renyu ndiani, kuti tigozokukudzai kana zvamakataura zvazoitika?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona17 Manoa akabvunza mutumwa waTenzi achiti, “Ko zita renyu ndiani, kuti tigozokukudzai kana zvamakataura zvazoitika?” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Ipapo Manoa akabvunza mutumwa waJehovha akati, “Zita renyu ndianiko, kuitira kuti tigokukudzai pachazadziswa shoko renyu?” Viz kapitola |