Online Bible

- Reklamy -

Ʋatoŋgi 13:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

16 Mutumwa waTenzi akati kuna Manoa, “Kana mukandimisa zvenyu, zvokudya zvenyu handisikuzodya. Asi kana zviri zvomupiro wokupisa, upirei kuna Tenzi.” (Manoa haana kunge aziva kuti mutumwa waTenzi.)

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

16 Mutumŋa waJehova akati kunaManoa: Kunyaŋge ukandinonosa, handiŋgadyi ciŋgwa cako; kana ukaɗa kugadzira cipiriso cinopiswa, unofanira kucipa Jehova. Nokuti Manoa wakaŋga asiŋgaziʋi kuti mutumŋa waJehova.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

16 Mutumwa waJehovha akati kuna Manoa, “Kunyange ukandinonosa, handingadyi chingwa chako; kana ukada kugadzira chipiriso chinopiswa, unofanira kuchipa Jehovha.” Nokuti Manoa wakanga asingazivi kuti mutumwa waJehovha.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

16 Mutumwa waTenzi akati kuna Manoa, “Kana mukandimisa zvenyu, zvokudya zvenyu handisikuzodya. Asi kana zviri zvomupiro wokupisa, upirei kuna Tenzi.” (Manoa haana kunge aziva kuti mutumwa waTenzi.)

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

16 Mutumwa waTenzi akati kuna Manoa, “Kana mukandimisa zvenyu, zvokudya zvenyu handisikuzodya. Asi kana zviri zvomupiro wokupisa, upirei kuna Tenzi.” (Manoa haana kunge aziva kuti mutumwa waTenzi.)

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

16 Mutumwa waJehovha akapindura akati, “Kunyange dai mukandibata henyu, handingadyi chokudya chenyu chipi zvacho. Asi kana muchigadzira chipiriso chinopiswa, chipei kuna Jehovha.” (Manoa haana kuziva kuti akanga ari mutumwa Jehovha.)

Viz kapitola kopírovat

Ʋatoŋgi 13:16

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy