Online Bible

- Reklamy -

Ʋatoŋgi 13:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 Manoa akati kumutumwa waTenzi, “Dai mamboti mirei zvishoma ndikubayirei kambudzana.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

15 Manoa akati kumutumŋa waJehova: Titenderei henyu tikunonosei, tikugadzirirei mbudzana.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

15 Manoa akati kumutumwa waJehovha, “Titenderei henyu tikunonosei, tikugadzirirei mbudzana.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 Manoa akati kumutumwa waTenzi, “Dai mamboti mirei zvishoma ndikubayirei kambudzana.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

15 Manoa akati kumutumwa waTenzi, “Dai mamboti mirei zvishoma ndikubayirei kambudzana.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

15 Manoa akati kumutumwa waJehovha, “Tingada kuti mumbogara kusvikira takugadzirirai kambudzana.”

Viz kapitola kopírovat

Ʋatoŋgi 13:15

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy