Online Bible

- Reklamy -

Ʋatoŋgi 13:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 Ngaarege kudya chinhu chipi zvacho chinobva pamuti womuvhaini. Ngaarege kunwa waini kana doro, kana kudya chinhu chakan'ora. Mudzimai iyeyu, ngaaite zvose zvandakamuudza.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

14 Haafaniri kudya cinhu cipi necipi cinobva pamuti womuzambiriŋga; haafaniri kunwa waini, kana ɀimŋe ɀinoɓata, kana kudya cinhu cisina‐kunaka; ŋgaaceŋgete ɀose ɀandakamuraira.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

14 Haafaniri kudya chinhu chipi nechipi chinobva pamuti womuzambiringa; haafaniri kunwa waini, kana zvimwe zvinobata, kana kudya chinhu chisina kunaka; ngaachengete zvose zvandakamuraira.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 Ngaarege kudya chinhu chipi zvacho chinobva pamuti womuvhaini. Ngaarege kunwa waini kana doro, kana kudya chinhu chakan'ora. Mudzimai iyeyu, ngaaite zvose zvandakamuudza.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

14 Ngaarege kudya chinhu chipi zvacho chinobva pamuti womuvhaini. Ngaarege kunwa waini kana doro, kana kudya chinhu chakan'ora. Mudzimai iyeyu, ngaaite zvose zvandakamuudza.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

14 Haafaniri kudya chinhu chipi zvacho chinobva pamuzambiringa, uye kunwa waini ipi zvayo kana zvimwe zvokunwa zvakaviriswa kana kudya chinhu chipi zvacho chisina kuchena. Anofanira kuita zvose zvandakamurayira.”

Viz kapitola kopírovat

Ʋatoŋgi 13:14

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy