Ʋatoŋgi 13:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Mutumwa waTenzi akati kuna Manoa, “Mudzimai iyeyu ngaangwarire kuita zvose zvandakamuudza. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Mutumŋa waJehova akati kunaManoa: Mukadzi ŋgaacenjere pamsoro peɀose ɀandakamuʋudza. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 Mutumwa waJehovha akati kuna Manoa, “Mukadzi ngaachenjere pamusoro pezvose zvandakamuudza. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Mutumwa waTenzi akati kuna Manoa, “Mudzimai iyeyu ngaangwarire kuita zvose zvandakamuudza. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Mutumwa waTenzi akati kuna Manoa, “Mudzimai iyeyu ngaangwarire kuita zvose zvandakamuudza. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Mutumwa waJehovha akapindura akati, “Mukadzi wako anofanira kuita zvose zvandakamuudza. Viz kapitola |