Online Bible

- Reklamy -

Ʋatoŋgi 13:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Manoa akati, “Zvino kana zvamakareva zvazoitika, mhiko yaanofanira kuchengeta nezvaanofanira kuita ndezvipiko?”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

12 Manoa akati: Ɀino kana mashoko enyu aciŋge aitika, tsika dzomŋana dzinofanira kuʋa dzipi, neɓasa rake rinofanira kuʋa reiko?

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

12 Manoa akati, “Zvino kana mashoko enyu achinge aitika, tsika dzomwana dzinofanira kuva dzipi, nebasa rake rinofanira kuva reiko?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Manoa akati, “Zvino kana zvamakareva zvazoitika, mhiko yaanofanira kuchengeta nezvaanofanira kuita ndezvipiko?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

12 Manoa akati, “Zvino kana zvamakareva zvazoitika, mhiko yaanofanira kuchengeta nezvaanofanira kuita ndezvipiko?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

12 Saka Manoa akamubvunza akati, “Mashoko enyu paachazadziswa, mutemo unofanira kutevedzwa paupenyu hwomukomana napabasa rake ndoupi?”

Viz kapitola kopírovat

Ʋatoŋgi 13:12

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy