Online Bible

- Reklamy -

Ʋatoŋgi 13:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Manoa akasimuka akatevera mudzimai wake. Paakasvika kumurume iyeyo akati, “Ndimi makambotaura nomudzimai uyu here?” Iye akati, “Ndini.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

11 Manoa akasimuka, akateʋera mukadz, wake akaȿika kumurume, akati kwaari: Ndiwe murume wakataura nomukadzi here? Iye akati: Ndini.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

11 Manoa akasimuka, akatevera mukadzi, wake akasvika kumurume, akati kwaari, “Ndiwe murume wakataura nomukadzi here?” Iye akati, “Ndini.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Manoa akasimuka akatevera mudzimai wake. Paakasvika kumurume iyeyo akati, “Ndimi makambotaura nomudzimai uyu here?” Iye akati, “Ndini.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

11 Manoa akasimuka akatevera mudzimai wake. Paakasvika kumurume iyeyo akati, “Ndimi makambotaura nomudzimai uyu here?” Iye akati, “Ndini.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

11 Manoa akasimuka akatevera mukadzi wake. Akati asvika pamurume uya, akati, “Ndimi here makataura kumukadzi wangu?” Iye akati, “Ndini.”

Viz kapitola kopírovat

Ʋatoŋgi 13:11

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy